LYRIC

[ad_1]

Henrick mwana wemurungu (Henrick son of the whiteman)
Henrick wakakanganisa (Henrick you made an error)
Ndokuzofa usina kureva chokwadi (You died without telling the truth)
Kuti vazukuru tapambe nyika (That (my) grandchildren we colonized this country)
Nyika yino inyika yevatema (This country which belongs to blacks)
Vachinge vaida vadzorerei nyika (If they say they want their land, return it)
Mukasadaro tingapere rudzi

Africa, Africa Southern Africa yoo yoo
Africa Southern Africa
Africa, Africa Southern Africa maiwee
Africa Southern Africa

John Foster wakakanye basa (John Foster you did a terrible job)
Ku resigner usina kureva chokwadi (You resigned without telling the truth)
Kuti hama weh takapambe nyika (that my fellow man, we colonized this country)
Nyika yino inyika yevatema (This country which belongs to blacks)
Vachinge vaida vadzorerei nyika (If they say they want their land, return it)
Mukasadaro tingapere rudzi

Africa, Africa Southern Africa maiwee
Africa Southern Africa
Africa, Africa Southern Africa yoo yoo
Africa Southern Africa

[ad_2]

Your email address will not be published. Required fields are marked *

ADVERTISEMENT